*TRUE LOVE DON'T EXIST*
WRITTEN BY
AUTHORESS
MAY JAYDEN
NO UNDER 18 YEARS š
VERY ROMANTIC AND SENSITIVE STORY šššš
Chapter 20
Wakava mufaro usingaiti baba vangu vachitenda vatezvara vangu nekuroora kwavanga vaita aende ipapo vatezvara vakatotaura vati Lee aive abatikana nebasa nekuda kwenhamo yakaitika kune mumwe wekubasa kwavo saka kwaisave newekusiya kubasa ndizvo zvakaita kuti akundikane kuuya asi anouya zvake nekuti tirikuda kusiya mudzimai wake takamungira ...
Vakabva vaunzwa kuti pamasungiro ndipo panodiwa girosa uye mbudzi mbiri yamai hadzi neyababa gotora iyo inobva yatourauwa saka baba vakati zvese zvaivepo ende mbudzidzo taive takatouya nadzo dziri mumota kumashure asi handina kumboziva outi ndedzei nekuti handina chandaiziva kuti pamarooro pacho parukuda kunobviswei ..Saka pagurosa racho raivepo rese ... Zvadaro vakuwasha vakabva vanzi ndivo vaizouraya mbudzi yacho iyoyo hono yekwababa ende ipapo baba vakabva vati.
"Ndinewo wangu muriwo wandaive ndakachengetera vakuwasha vangu saka munotouraya dzese ..Mark enda unovaratidza muriwo wavo vakuwasha
Apa ini ndakafunga kuti kuda waive muriwo wecovo asi kwairehwa zikugotora zihombe hombe ...Zvinhu zvaakafamba zvakanaka mari yakabviswa yakabviswa iri mari yakanzi yaive yaita 1poind 6 ende kumusha kwedu ndaive ndatororwa nekuti vana sisi vangu vese vaingoroorwa nema800 kana 600 saka ini ndakatonzi ndaive ndaroorwa zvokuti mari yakaverengwa kunzi yasara paroora rangu yaive 2k chete kusanganisira nemajazi ababa namai zvaive zvisina kuiswa izvo ..Asi ndaive ndaroorwa nekuti panga pasara pashoma pane zvaive zvabviswa zvino vaive vasisazive kuti vonditenda sei baba vangu havana zvimwe zvavaive vachataura kunze kuwekungondiblesa ...Vanhu vakazobuda mumba ndopandakazombundirana namai vangu apa vanga vatova tsika nditsikewo navamwene vangu vanga vakutoratidza kuzwanana chaiko ndakatombokna vachoseka zvokushekana maoko kuratidza kuti hulama hwaive hwasjmbiswa chaiko ...Ndakambundirwa namai vangu vakachema nemufaro zvokuti chero neni ndakachemawo ndichiziva kuti ndaive ndafadza vabereki vangu ..Ipapo ndakabva ndakutoti ndirikuda kugara pasi nekuti ndaisada kumjra kwenguva yakareba ndine kadzungu kandainzwa so zvichida kwaive kutijaira kugara mumba ndisingambobudewo panze ...Ndakaenda mumba umo mandakanona Mark ndikabva ndamuti
"Bhusita
Akaseka akati
"Ndokurova nezudumbu iroro huya pano tione undimbundire
Ndakamumbumdira ko ndaive ndisina kumbomumhorosa ndichibva ndati
"Murisei
"Hapana apa tete zvukudii
Ndakabva ndamutarisa ndikarova chikwee chaicho ndofunga ndicho chakatodeedza vana sisi mai Courage avo vakabva vapinda vese mumba haa avo vaisagona kani vaiita sokuti ndivo vatoroorwa kwacho kkk vachida kusvotesa varume vavo nekuti zvese zvaive mumaziso avo vachiona kuroorwa kwangu saka vana sisi kusagarisika kwavaiita kwaive kuya kwekuda kuonererwa kuvarume vavo kkk..Pavakapinda vese sisi mai Pee vakabva vati
"Masekeizve tisekewo veduweee ...Hona bhusita arikufarira kani hona kusekerera imbotondipawo 10 mari shaaa
Iye Mark akabva aseka achiti
"Tuvarume twenyu turipi tuende kunotema huni nxaaa kudiiko kwatunoita kuuya nekumari tusingaiti ngavadzidze kubva kuna ganners mhani ..Handisi kuti kudii kana kuti kudii asi aiwa Ganners varemera dzidza rese manzwa haaa imi im still shocked moziva
Akadaro ari serious zvokuti chero vana sisi vakabva vatoitawo serious vachibva vati
"Haaa zvimwe zvinoda kutendwa veduwee kune vamwe vakatosvika pakufa vasina kana 1 zvayo inofamba yakasvika mumusha manzwa here imi
"Zvakafanana chero isusu chero nemasungiro takaitirwa here ,Masungiro chaiwo embudzi mbiri aya haana kana nekuitwa saka ummm mwananwevanhu ngaatendwe ende Tyler haana kana nguva aroorwa uyu ummm munodiwa mbuya ...
"Chitauraiwo naye munin'ina wenyu cz Tyler anopindura ndomuziva inini
Akadaro Mark zvikanzi nasisi mai Courage
"Hautombonyebi ipapa dau marooro aya akanzerwa zvese zvakanzerwa nekuti anga achiramba kuti andiuyi kana murume asipo kusvika murume wacho andifonera achiti aaa bvani takusiyana zvedu nazvo tozozviona ...
Pavakadaro sisi zvakabva zvanzi naMark
"Haaa handisati ndaroora zvangu Tyler asi sehanzvadzi yako ndunongokuudza kuti chengetedza murume wako wanzwa here imba ngaichengetedzwe aya haasi mahumbwe aitika apa aya .12 mombe 12 haa zvimwe zvacho zvinoda kungitendawo mwana wevanhu Handizivi ndokuudzawo hangu sei sehanzvadzi yako ..
Ende aitove serious mukutaura kwake nguva iyoyo foni yangu yakabva yakutinger aive murume wangu aifona ndakabva ndati
"Imbomirai ndidaire call .
Ndakabva ndadeera ndikati
"Ddy
Nguva iyoyo Mark akabva akubuda mumba ndikasara nana sisi vangu zvikanzi naye Lee
"Bby hauchadairi foni ndichikufonera .
Vana sisi vanga vakaita kupira nzeve zvokuti ndakapunduridza maziso angu ndakavatarisa nekuda nyaya kwavo asi ndakabva ndati
"Handina kumborega kudeera ddy ndanga ndiri mumba mune hurongwa saka ndaisa foni pasilent
Ndakadaro achibva ati
"Horaiti saka zvapera here ndukunzwa kurwadziwa kuti dai ndiripoo ...
"Ddy
Ndakadaro ndichimudeedza zvikanzi
"Lovie
Ndakaona vana sisi vachiita kusekerera haaa zvakaoma ndakabva ndati
"Ndokutendai sei ddy handizivi ndokutendai sei nekuti ndikangoti thank you ddy ndoita sendisina zvandaita ..Ndokutendai sei baba Aiden .
Ndakadaro ndichimudana nezita raive akati anoda kuzopa mwana wake kana azvarwa ipapo akabva ati
"Dai uchiziva madiro andokuita waisatenda bby ndinonzwa kuti dai ndaoedza zvese kuprdza chaiko nekuti ndokuda mukadzi wangu handidi kukuita wemahara ini ndichikwanisa kuafodha kuti ndibvise roora ..How can l keep mombe mudanga ndichiziva kuti ndine mwana wevanhu wandakatora mahara I can't just do that nekuti ndinokuda Tyler,
Akadaro vanasisi vakaita kufarira vakaita maactions aya rkusimudza maoko mudenga vachiratidza kufarira zvokuti ndakabva ndaseka ende Lee akandibvunza kuti
"Ko ukusei bby
"Ndivana mai guru vako varikundisekesa
Ndakadaro zvikanzi
"Asi uri pavari
"Ehe
Akabva aseka akati apa zvandanga ndukuda kutaura yooo
Ndakaseka ndikati
"Manga muchida kuti chii
"Haaa iwe kkk bhabhai
Akabva akukata vana sisi vakatanga kutaura vakati
"Mai mwana munodiwa manzwa here imi so *DOES TRUE LOVE EXIST* Nhai imi munoziva unenge uchiti zvakadaro hazviko nekuti kwedu hakuna kani true love yacho saka tinenge tichitongozviudza kuti TRUE LOVE DOESN'T EXISTED maimwana batai murume uyu zvakanaka chero kunanzva magaro chaiwo nanzvai anodesever uyu ...Ndipo pawave kufana kuchimudya mbor* manje
Vakadari sisi ndikati
"Aaaa isu tagara todyanana isu
Ndakadari ndichiseka ende ndaititaura chokwadi nekuti kudyanana ndiko kwataitoita chaiko
Akatanga ariye kundidya Lee akapedzisira akuti neniwo ndofana kumudya ende taitodyanana saka izvozvo hazvinganzi zvingave zvinhu zvitsva mumarriage medu ipapo sisi mai Pee vakabva vati
"Tyler chaarikufana kuita kurespector murume wake veduwee tingataura zvedu zvokufadza murume mubedroom kana kudii asi zvinhu izvozvo zvinhu zvinotozivikanwa nemukadzi wese ari mumba vazhinji vanozvigona zvepamibhedha izvi zvichida nechina chemadzimai chiya group ratiri rinongodzidziswa vanhu zvemubedroom ..
Chaive chokwadi nekuti mugroup imomo maitaurwa zvemubedroom 2 much uye mamwe masitaura chaiwo aitaurwa imomo pamwechete nekutosenda mavideo acho kuti zvinoitwa sei mubedroom..Zvokuti zvinechekuita nerespect zvaisambonyanya kutaurwa nezvazvo asi nyezvu iiiii yaitaurwa zvokuti ini ndaitoita zvimwe zvezvinhu zvacho zvaitaurwa imomo zvokuti Lee aibva Aridza mhere nekunakirwa chaiko ndoziva kuti zviya zvaitaurwa nevanhu chaive chokwadi ....Saka dziri nhau dzemubedroom ndaitoziva and ndaimira mira chaiko kumufadza murume wangu asi sisi mai Courage vakabva vati
"Hazvisi zvemubedroom chete zvinodiwa pakuchengetedza marriage yako nekuti varume vanoda respect ende murume haadi kuderwa pane pamwe pokuti unotoona kuti munhu wangu atsamwa uyu iwewe usapindure ibva wanyarara sewe Tyler bmnn vanocomplainer kuti unopindura chaiko siya tsika iyoyo yekupindura murume kuita semunhu asina kukwana ...Murume anoda kuremekedzwa ende nekubvisirwa kwawaitwa uku zvoda kuita munhu kwaye shamwari murume ngaadade newe kuita samai Lebo uyu anozvininipisa pamurume wake anogona kutukwa chaiko asi anoramba akanyarara chaiko zvandakaona ini nemeso angu pandakaenda kumba kwake uko murume wake anotaura iye ari zii zvake haadere hauna chaunobva ende ini ndakatozozviitawo kuna bmkuru vako aaa ndakatoona munhu anyarara ega akaramba akanditarisa ...Kunyarara hauna chaunobva Ty hako .
Vakataura zvakawanda vana sisi zvokundionesawo zvemudzimba uye zvizhinji zvinodiwa nemurume ndakatora zvizhinji zvacho ..Vana tete vakazouya vakatangawo kutaura neni kuti aiwa madadisa mainini endai munoita munhu kwaye kumba ikoko munobata bmnn vedu zvakanaka nekuti varatidz kuti vanokudai chaizvo ....And inini ndakateerera zvese zvandaiudzwa
Takazodya zvedu vanhu vakatanga kutamba radio vachiratidza kufara kwakanyanya chaiko ..
Nguva yakafamba vana vatezvara vangu vakabva vakuoneka ndikapnekana navo ende vamwene vangu vakabimbisa kuzouya vondiona vakabva vakuenda zvavo sarei tava vemumusha medu haa yaingove Adadisa mwana uyu aiwa adadisa ...Ini semunhu aive aswera akangomira ndakabva ndakuenda kuborara ndikasiya vanhu vachitamba radio ndakanotaura nemurume wangu dzanga dzatova kuma 8 dzehusiku akati
"Ndasvika paden shaaa mumba muri empty umu mai mwana zvukuoneka kuti haupo shaa
Ndakaseka ndikati
"Ko nei ddy
"Ndasuwa kuyemerwa ini
"Ummm imi musingade kuyemerwa kwacho
"Watanga kunyeba haaa bby unotema
Ende ipapo mboro yangu inobva yamira zvokutoshaiwa pokubata chaipo .
"Matanga imimi
Ndakadaro ndichinzwa kuti mafeelings anga akutokwira zvikanzi
"Xuwa bby ndukutofunga kuuya kukutora ini
Ndakabva ndati
"Haaa huyai munditore ndatokusuwai ini ..
Talataura kwenguva ndichibva ndazorara zvangu ..Asi ndakazomutswa nenoise yana sisi nana Tete vachitanga kutaura zvemubedroom zvokuti pane vamwe tete hanzvadzi yababa vangu vakabva vakutanga kuita zvinoitw mubedroom vakati kana uri pamusoro pemurume unodai soo ..Vaidaro vachitanga kukoira ummm vanga vakaipa zvokuti ndakatomuka kuita zvokugara kkk ende ndaizotozviita basi kana ndazvara nekuti Lee anoda chaiko zvekuti ndiende pamusoro pake ..Takazorara late chaiko ..the following day ndakatononoka kumuka ndaive ndajaira kunonoka kumuka zvoti ft nekunonoka kurara kwandakaita saka ndakatononoka kumuka ..
Ndakamuka ndichienda kunogeza ende vanhu vepamba vanga vave kundidana vachiti mai Munyika kushandisa surname yemurume wangu ...
.Vana sisi vakazoenda musi iwoyu nevarume vavo tikangisara pamba tava ini namama baba namukoma Mark zvedu vamwe vanga vatoenda kudzimba dzavo ko waive rufu here wavaida kuramba varipo ...Ndakatanga kugara pamba ndakamirira zvangu nguva yokuzvara asi ndava neweek ndiri pamba apa Lee akandiudza kuti arikuuya ummm ndakafara zvisingaiti ndaive ndatomusuwa murume wangu akabva ati
"Ndokuvigira chii
"Ndoda imimi ddy
Akabva aseka akati
Inini ndiri kuuya bt chii chimwe chaurikuda ..
"Ndoda chicken inn nebagar nejuice 100 percent
"Chete here
"Ehe
"Ko mabanana asi mazuva ano hauchamade kani
Aindiziva ndichifarira mabanana singaiti asi mama vaive vakandiudza kuti mabanana anoita kuti mwana anonoke kudonha guvhu saka ndaive ndisingachatomadye ndakabva ndati
"Handichamadya ini
"Oky saka ndizvo chete zvaukuda
"Ndukuda ft yogurt ,Musakanganwa mapamper emwana nebaby powder
"Ndakatotenga
"Ko mapush angu ekuti ndipfeke musi wandoenda kunozvara nemorning gown
"Ndakatenga izvozvo
"Oky ddy
..Ndakabva ndatoudza vana baba kuti mukwasha ave kuuya mama vakabva vakutotumana nemuroora wavo kuti anitenga huku hameno kwaitengeswa mabhureira kumaraini ikoko ...
Lee akazosvika kumazuva rivira ende akatouya nemunyai ndakamutambida sechel raive akabereka plus mapalstic aive akabata ..Kamwana kehanzvadzi yangu kakabva kakutambirawo mamwe maplastic aive nemunyai awo aitooneka kuti ane chinzwa asi aive naLee aive nezvinhu zvangu manice nice ..Ndakatonyara kumumbundira murume wangu ..Iye akabva abvisa hate kepi yaive akapfeka mumusoro wake ndokuuchira achiti tisvikewo ..Vana baba vakadeera ndokubva Lee akwazisa vana baba mumaoko ndokubva mama vati
"Pindai mumba
Vanhu vakapinda mudinning umo maive nelight ...Vakagara pasi neni ndakagarawo pasi ndaifunga kuti ndini ndichapa maintroduction asi no munyai ndiye akabva azivisa vana baba kuti uyu ndiye mukwasha wenyu akandituma kuzoroora mwana wenyu ...
Ipapo vakaitana matafara nekukuzivai ...Ipapo vana baba vakabva vakutenda zvakare mukwasha wavo nekuroora kwaanga akaita ..Ndakazobuda ndoenda kunobatsira maiguru zvokubika vanga votopedza zvavo ipapo vana baba vakarsmba vachiita nyaya nemukwasha wavo vakazobuda mudinning muya ndikapira murume wangu sadza imomo pamwechete nemuzukuru anova munyai ...
Ndimo zvakare mandakadyirawo neni wacho asi vamwe vese vepamba vakadyira mukitchen.....
Patakapedza kudya ndakabva ndaendesa maplates ipapo muzukuru akati
"Sekuru ndakuda kuenda ini murikudii imimi munomborarawoka pana bambo venyu zvinhaita here kubva matoenda
"Haaa hameno rega ndirare ndozoenda kumba mangwana .
Ipapo muzukuru akabva ati
"Ehe ndozvinoitw aizvozvo ..Saka mbuya toonana nhaika muuye kumba muzotora nzimba .
"Kune nzimbe here
Ndakadaro zvikanzi
"Dzizere kugarden uko munouya ndokuvhunirai muuye ft mutore jongwe renyu riya randakakuvimbisai .
Aive akandivimbisa jongwe muzukuru wangu iyeyu saka ndakabva ndati
"Ndichasvikako hiii kunzimbe ndouya
Ndakadaro tatove panze nekuti anga akuda kunooneka zvake .
Takabva ataenda kukitchen iye ndokuoneka vana baba vakati ko sei aive oda kufamba husiku asi iye akati arikuda kuenda nekuri ane kwaida kumukira mangwana acho ...
Zvisinei akabva aenda zvake isu ndokusara ndaiona kuti Lee wacho ainyara bekuti aive mumba munana baba asi nyayabdzaitaurwa zvadzo achingodeerawo ..Ipapo mama vakabuda panze vakandidana ndakabva ndabuda vakati
"Ko zvoworamba wakagara hauwaridziri murume here
Ndakabva ndaseka ndikati
"Ndanga ndichiti kuda achiri kuita nyaya kaa nana baba
"Haiwaa aaa muwaridzire azorore
"Oky
Ndaive mdamuisira zvangu mvura yokugeza saka ndakabva ndatanga ndaisa mvura yokugeza asi ndakazotuma kamwana kamukoma vangu kuti kanomudza kuti bmkuru chiendai munogeza ende kakaita daizvpzvo kakanopfugama kakadaro kuti bmkuru chiendai munogeza ite Lee wacho akati oky ndokubva auchira achisikuma akaona ndiri panze ndakabva ndamuti
"Muchasura muri munana baba
Akaseka zvishoma zvikanzi
"Asi unoti ndopenga sewe here ini ..
Ndakamuperekedza kunogeza ndakangomumirira pabathroom panze paakapedza akabva aenda kunooneka vana baba apa akachonjomara zvino achiuchira vana baba vakati tomutsana mngwana mukwasha ....
Takaenda kuroom kwataive tanzi tirare namama yaive yekunze takaenda kunorara tapinda mukati
Ndakabva ndakubuda ndichinotora magunanzi angu
Be blessed...
